Kusanganisa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kusanganisa (to mix, put or throw together) zvinoreva kuvhenganisa kana kuisa pamwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti sanganisa (to mix, put or throw together). VaKongo vanoti sangana (to intermingle, mix together). VaKongo vanoti sangwa (v.i. mix).
  • VaYao vanoti kusonganya kana kuunganya (to collect).
  • VaRwanda vanoti gusanga (to find).
  • VaMakonde vanoti kukundanya (mix, collect together, add). VaMakonde vanoti kukundanila (share).