Mokpwe
Mataridziko
Mokpwe mutauro weSawabantu unotaurwa neBakweri kuCameroon
- Bakweri vanoti ngba (n. dog) kureva imbwa.
- Bakweri vanoti lizro (n. eye) kureva ziso.
- Bakweri vanoti malihwa kana maliwa (n. water) kureva mvura.
- Bakweri vanoti hwanda (v. cover) kureva kuvhara.
- Bakweri vanoti moto (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: bato kureva vanhu.
- Bakweri vanoti nmana kana bana (n. child) kureva mwana.
- Bakweri vanoti mwibe (n. thief) kureva mbavha.
- Bakweri vanoti emba (v. sing) kureva kuimba.
- Bakweri vanoti aende (v. she or he goes) kureva anoenda.
- Bakweri vanoti ngata (n. basket).
- Bakweri vanoti mbowa (n. village) kureva musha.
- Bakweri vanoti nmeni kana baeni (n. guest) kureva mueni.
- Bakweri vanoti mo-ome (n. male) kureva munhurume.
- Bakweri vanoti lito kana mato (n. ear) kureva nzeve.
- Bakweri vanoti mbondo (n. buttock).
- Bakweri vanoti mawudza (n. oil) kureva mafuta.
- Bakweri vanoti nanga (n. sand) kureva jecha.
- Bakweri vanoti kongama (v. lie down) kureva kuzvambarara.
- Bakweri vanoti kaawa (v. divide) kureva kugova.
- Bakweri vanoti woowe (adj. bad) kureva chivi.
- Bakweri vanoti longa (v. build) kureva kuvaka.
- Bakweri vanoti ndzoku (n. elephant) kureva nzou.
- Bakweri vanoti ngando (n. crocodile) kureva garwe.
- Bakweri vanoti mboli (n. goat) kureva mbudzi.
- Bakweri vanoti maali (n. money) kureva mari.
- Bakweri vanoti lututu (n. smoke) kureva hutsi. MaZulu vanoti intuthu.
- Bakweri vanoti jowa (v. vomit) kureva kurutsa.
- Bakweri vanoti nganga kureva n'anga.