Kuzvambaradza
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKuzvambarara)
Kuzvambaradza rimwe remashoko anokwanisa kurasisa munhu mutsva kuChiShona nokuti rinoreva zvakasiyana-siyana.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kuzvambarara (to lie stretched out) zvinogona kureva kurara wakatandaudza muviri, somunhu aneta.
- Kuzvambaradza (cause to lie stretched out) zvinogona kureva kusakisa kuti munhu azvambarare.
- Kuzvambaradza (to beat someone until they are weak and lie stretched out) zvinogona kureva kurova munhu kusvikira arukutika zvokuti anongozvambarara.