Kurutsa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Shoko rokuti kurutsa (vomiting in English) rinoreva kudzosa chikafu changa chamedzwa chichibuda kumuromo. Chiitiko ichi chinyanya kuitika kana munhu ari kurwara kana kuti adya zvinodarika mwero.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Kudzurudzuta (Nauseate) zvinotaurwa pachinhu chinokonzera kuti munhu anzwe kuda kurutsa.
  • Izvi zvinodzurudzuta mwoyo: these things make me feel sick.
  • Ndiri kudzurungwa mwoyo: I feel nausea and pain.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]