Mokpwe

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBakweri)

Mokpwe mutauro weSawabantu unotaurwa neBakweri kuCameroon

  • Bakweri vanoti ngba (n. dog) kureva imbwa.
  • Bakweri vanoti lizro (n. eye) kureva ziso.
  • Bakweri vanoti malihwa kana maliwa (n. water) kureva mvura.
  • Bakweri vanoti hwanda (v. cover) kureva kuvhara.
  • Bakweri vanoti moto (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: bato kureva vanhu.
  • Bakweri vanoti nmana kana bana (n. child) kureva mwana.
  • Bakweri vanoti mwibe (n. thief) kureva mbavha.
  • Bakweri vanoti emba (v. sing) kureva kuimba.
  • Bakweri vanoti aende (v. she or he goes) kureva anoenda.
  • Bakweri vanoti ngata (n. basket).
  • Bakweri vanoti mbowa (n. village) kureva musha.
  • Bakweri vanoti nmeni kana baeni (n. guest) kureva mueni.
  • Bakweri vanoti mo-ome (n. male) kureva munhurume.
  • Bakweri vanoti lito kana mato (n. ear) kureva nzeve.
  • Bakweri vanoti mbondo (n. buttock).
  • Bakweri vanoti mawudza (n. oil) kureva mafuta.
  • Bakweri vanoti nanga (n. sand) kureva jecha.
  • Bakweri vanoti kongama (v. lie down) kureva kuzvambarara.
  • Bakweri vanoti kaawa (v. divide) kureva kugova.
  • Bakweri vanoti woowe (adj. bad) kureva chivi.
  • Bakweri vanoti longa (v. build) kureva kuvaka.
  • Bakweri vanoti ndzoku (n. elephant) kureva nzou.
  • Bakweri vanoti ngando (n. crocodile) kureva garwe.
  • Bakweri vanoti mboli (n. goat) kureva mbudzi.
  • Bakweri vanoti maali (n. money) kureva mari.
  • Bakweri vanoti lututu (n. smoke) kureva hutsi. MaZulu vanoti intuthu.
  • Bakweri vanoti jowa (v. vomit) kureva kurutsa.
  • Bakweri vanoti nganga kureva n'anga.

[1]

  1. https://repository.kulib.kyoto-u.ac.jp/dspace/bitstream/2433/171629/1/ASM_S_45_1.pdf