Svetuka kuchirochemo

Mazita eMiti

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMiti yeZimbabwe)

Chinyorwa chino chine mazita emiti nemakwenzi anowanikwa mu[[Zimbabwe Hesy Sam like i said im a benzi😂💔 ion evn know why im here ihh im bored asi gudhu naiti😌 let me try to lie zvri sweet😌 plus haa twas nice meetin u a hot person😌 ska im now marrying a Zim hun😂 i ddnt know kune vakanaka*Bangara kana runi (Branching herb, leaves cooked as spinach: Gynandropsis gynandra). Kune zita remhuri rinonzi Maruni.


  • Muyapfumde (Sweet sorghum. mudyakwose .
  • Mudyaroro (Medium-sized tree: Commiphora marlothEi. mufunuka M, mukuhunu

mutsvedzambira .

  • mugumudzambwa (Creeping annual: Cucumis metuliferus (leaves cooked as inach- fruit fed to dogs to make them more vicious when hunting). muchacha
  • mugunde (Green stalk of maize. gunde KM.
  • Mugunduzi (Tree: Celtis durandii. 2. Tree: Albizia amara sub sericocephala. muora KKoZ.
  • Mugurameno (Shrub: Euclea divinorum. mububunu ; mudzivirashuro
  • Magurausiku (Tall tree: [rema orientalis.
  • Muguru (Medium-sized tree: Albizia amara sub sericocephala & A. harveyi. muora KKoZ. 2. KoZ Tree: Celtis africana. musvutaderere M.
  • Mugurugura kana mutokwe (Small tree: Azanza garkeana). Zvichida ndipo panobva zita rokuti Tokwe-Mukosi.
  • Mugurumhanda (Small tree: Grewia inaequilatera & monticula. mubura M; mutehwa ; mutongoro . 2. Ko Shrub: Securinega virosa. musosoti K; mutakunanzva M; mutsvatsva Z.
  • Mugurumhanga (Tree: Berchemia discolor). Korekore vanoti munyii.
  • Mugurura (variety of Derere).
  • Mugurura (Small tree: Dioyros natalensis sub nummularia. muruwati 2. M, see mugurugura.
  • Mugururu (Tree: Azanza garkeana. mutohwe .
  • Muguruzuzu (Low bush: Elephantorrhiza suffruticosa. dungupi M.
  • Muguunga (Thorn-tree with hooked thorns; e g acacia macrothyrsa. munanga KKoZ.
  • Muguzabheri (Herb: Cape Gooseberry; physalis peruviana. < Eng.
  • Muguvama (Creeper with purse like fruit.
  • Mugwamura (Creeper: Tylosema fassoglensis. mungando M; mu rama KKo.
  • Mugwanda (Leaves of munhanga tanga plant, cook,ed or to be eooked, as inaeh.
  • Mugwati (Shrub: Strychnos pungens. ep mudo ; mumbumi .
  • Mugwavha (Guava tree; psidium >- guajara. < Eng.
  • Mugwenanguruve (Climbing shrub: Smilax kraussiana. bwe nar7guruve
  • Mugweravana (Aloe) kana gavakava.
  • Mugweze (Tree: Dalbergia melanoxylon. mumhingwe ; murwiti .
  • Mugwingwiziri (Tree with edible fruit that has scarlet juice. kana mugwiringwizha
  • Muhacha (Medium-sized tree: Parinari curatellifolia. muchakata ; muisha , muura Ko.
  • Muhacha pasi (Shrub: Parinari capensis. muchakata pasi
  • Muhangavha (Thorny plant: Aaragus falcatus. katsvairachuru KoZ; murovahanga
  • Mubanya (Bush: Cliffortia nitidula.
  • Muhara (Shrub: Ochna pulchra & schweinfurthiana. muparamhosva Z. Minondo ina varwi iri mumihara: the soldiers' swords are in their scabbards.
  • Muharonga (Tree: Bequaertiodendron magalismontanum. muhoronga ; musvasva
  • Muhati (see mugweze.
  • Mahatsu (Shrub: Holarrhena pubescens. mukashu mukono
  • Muhatura (Thorny scrambling bush: Rubus apetalus. mudiwadiwa KoZ.
  • Muhingi (Mulberry tree; morus alba. cEng: in mwabhurosi.
  • Muhobo (Banana plant. muhovha Z.mutsoro
  • Muhobohobo (Small tree: Uapaca kirkiana. < Nguni. muzhanje Z; mushuku
  • Muhodzongwa (Tree: Cleistochlamys kirkii. mukorongwa
  • Muhohoshwa (Herb: Buffalo bean, mucuna pruriens & coriacea. muhurukuru muhohozhwa Z n 3, see muhohoshwa.
  • Muhonde (Medium-sized tree: Euphorbia ingens. mukonde KKoZ.
  • Muhore (Creeper (leaves cooked as inach): Adenia gummifela. muboori KKo.
  • Muhota (Canna plant) kana mukota.
  • Muhototo (Small tree with sweet fruit: Syzygium gerardii. mubou Z.
  • Muhubva (muhubvu. muhubvu K n 3 Small tree with edible fruit: Vitex mombassae & payos. mukubvu ; mutsere ; mutsubvu KoZ.
  • Muhuku (Small tree: Piliostigma thonningii. mubaba , mutukutu MZ .

muhumbu Z n 3, see muumbu.

  • Mubumbukumbu (Tree: Lannea discolor. mushamba .
  • Muhumi (Small tree: Strychnos coculoides. muzhumwi .
  • Mahunga (Acacia with straight white thorns. muunga .
  • Muhungumira (Herb: Tagetes minuta. mbanda Z.
  • Muhurukuru (Herb: Mucuna pruriens & coriacea. muhohoshwa MZ.
  • Muhute (Small tree: Syzygium cordatum. muisu Ko, muitsu .
  • Muhuyu (Large tree: Baobab tree, adansonia digitata. muuyu
  • Muhwiti (Small tree: Dalbergia melanoxylon. mugweze KoZ- mumhingwe ; murwiti .
  • Muisha (Medium-sized tree: Parinari curatellifolia. muchakata ; muura Ko..
  • Mujarakamba (Large tree: ASzelia quanzensis. c p mugoriondo mungongoma .
  • Mujekenje (Creeper with pods like pea-pods.