Chowa

Kubva Wikipedia

Chowa kana chohwa idzinde rinonzi datura stramonium kuEnglish.

Chowa chavhura kuti mhodzi dzichibuda