Muronga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muronga (Channel, side stream, rut, ravine) kureva nzvimbo inofambwa nayo nezvinhu zvinofamba, ingava iri mumvura, padunhu, pamhuka.

Mienzaniso[chinja | edit source]

Tsika[chinja | edit source]

  • Hove dzinofamba dziine muronga.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMambwe vanoti mulonga (n. a stream, running water, as opposed to stagnant water) vachireva muronga.