Munyevhe
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuBangara)
Munyevhe kana nyevhe (Cleome gynandra) muriwo unodyiwa muZimbabwe unowanikwa musango. Uyu mumwe yemiriwo yechivanhu wakagara uriko. Mamwe mazita unonzi: rune, tsuna kana bangara.
Tsika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kuhwunaira kana kudzonza (Search for intently).
- Ari kuhwunaira nyevhe: he is absorbed in his search for a kind of wild spinach.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti ulude (n. Cleome gynandra) kureva munyevhe.
- Venda inoti murudi (n. Cleome gynandra) kureva munyevhe.
- Sepedi inoti lerotho kana morogo wa lerotho (n. Cleome gynandra) kureva munyevhe.
- Nyanja inoti luni (n. a kind of vegetable used as ndiwo) rudzi rwemuriwo. ChiShona chinoti rune.