Muhwakwa
Mataridziko

Muhwakwa, Muteme, mukwakwa kana muhwakwaedza (n. Strychnos madagascariensis) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero une deko gobvu rakakukuta.
Kurapa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mudzi wemutamba unotapwa mushonga unorapa marwadza emudumbu, uye marwadzo epahuro.