Mudyambudzi
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMusosoti)
Mudyambudzi, musangaoma, musosoti (Shrub, or small tree: Flueggea virosa. Securinega virosa) (n. Julbernardia globiflora) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.
- Mamwe mazita unonzi: mugurumhanda, mushikiti kana muzurumbu (n. Snowberry tree).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Umhagawuwe kana Umklankomo (n. Flueggea virosa) kureva mudyambudzi.
- VaHlengwe vanoti changa-ome (n. Flueggea virosa) kureva mudyambudzi.
- ChiNdau vanoti musosoti (n. Flueggea virosa) kureva mudyambudzi.