Muhute
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuMuhororo)
Muhute, mukute kana muisu (n. Syzygium cordatum. Waterberry) muti unodyiwa muchero unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica. Muhute unowanikwa munzvimbo dzine mvura yakawanda zvikurusei mumapani kana pedyo nehova.
Zvirevo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Yaruma sei nzara hurudza kurarira hute? How biting the hunger must be that (even) an expert farmer eats wild plums in the evening.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- IsiNdebele vanoti Umdoni, Umjoni kana Imiswi (n. Syzygium cordatum. Waterberry) kureva muti wemuhute.
- VaTonga vanoti munonyamansi (n. Syzygium cordatum. Waterberry) kureva muti wemuhute.
- Lozi vanoti mutoya (n. Syzygium cordatum. Waterberry) kureva muti wemuhute.
Mapikicha
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]-
Mashizha eMukute
-
Maruva
-
Hute
Zvakakochekwa
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=142310