Mudangwa

Kubva Wikipedia

Mudangwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Nyengeterai Mudangwa; Arnold Mudangwa; Mazuba Mudangwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.