Mutukutu

Kubva Wikipedia
Muchero weMusekesa

Mutukutu, muhuku, mubaba kana musekesa (n. Piliostigma thonningii. Wild bauhinia) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero mutsvuku unodyiwa zvemukati mawo.

Kurapa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Makwati, mashizha nemidzi zvinoshandiswa kubika mushonga wechikosoro.
  • Mashizha anonzi anotapwa mishonga unorapa vanobuda ropa zhinji panguva yekutevera.
  • Midzi yemutukutu inosanganiswa nemidzi yemugudzuru (n. Elephantorrhiza goetzei) kubika mushonga unorapa bilharzia.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • IsiNdebele vanoti Ihabahaba (n. Piliostigma thonningii. Zimbabwean bauhinia) kureva musakasa.
  • Digo vanoti mutseketse (n. Piliostigma thonningii) kureva musakasa.

Zvakakochekerwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]