Svetuka kuchirochemo

Mutsubvu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMuhubva)

Mutsubvu, mudyagava kana mutsere (n. Vitex payos) muti unobereka muchero unonzi tsubvu unoibva wakasviba kuita mutema. Mamwe mazita unonzi: chikubai, chikubvusike, muhubva, muhubvu kana mukubvu.

Kurapa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mashizha emutsubvu anopiswa, hutsi hwacho huchifemwa semushonga unorapa chikosoro.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kure kwegava ndokusina mutsvubvu.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvakakochekwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]