Mudovatova

From Wikipedia

Mudovatova (Maesa lanceolata) imhando yemuti yakapambira mudunhu reAfrica kusanganisira Madagascar. Muti uyu unowanikwa kubva kuArabian peninsula, zvichidzika kusvika kuEastern Cape, South Africa. Unokura zvakanaka mumahombekombe erwizi uye kumanziwo emasango.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • Kihehe inoti mukuti, muguti, mukosi kana mutandu (n. Maesa lanceolata) kureva mudovatova.