Mudyamhungu

Kubva Wikipedia

Mudyamhungu, munzungu, mutandanyoka kana mushayanyoka (n. Senna singueana. Cassia singueana) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika dzekuchamhembe kweAfrica.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • IsiNdebele vanoti Isihaqa esincinyane (n. Senna singueana. Winter cassia) kureva muti wemunhondo.
  • VaHehe vanoti muhanzahanza kana muhombahomba (n. Senna singueana. Winter cassia).

Zvakakochekwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]