Kabho Vherite
| |||
National motto: Unidade, Trabalho, Progresso | |||
Kabho Vherite (kureva Cabo Verde; Cape Verde; Chikabhovheti; Repúblika di Kabu Verdi; Put: República de Cabo Verde) kana Kepu-Vhedhi pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Kabho Vherite, inyika uye gururundu ne chitsuwa chiri pakati pe Gungwa re Atlandiki, rinosanganisa zvikwatamabwe zvikumi zvezvitsuwa nerusanganiso rwe ruwa rwechisi runotora chifungidzirwa che 4,033 skweya makiromita (1,557 sk mi). Zvituswa izvi zvakagadzikwa pakati pe makiromita mazanamatanhatu (600) ne mazanamasere ne makumimashanu (850) mazanamatatu ne makumimairi (320) ne mazanamana ne makumimatanhatu (460) ye mitanho minawuti kumadokero rwe Kapu-vheti (kureva Cap-Vert), kumadokeri-dokeri e ruziwumbe rwe Afurika. Zvitsuwa zve Kabho Vherite zvinoumba zvikamu zve nhunduchisi dze Makoronesi we (kureva Macaronesia ecoregion), pamwe ne Adzoresi, Zvitsuwa zve Kanari, Madheira uye Zvitsuwa zve Savheji .
Vanhu vekuKabho Vherite vanonzi Vakabhovheriti uye munhu mumwechete anonzi Mukabhovheriti/Mkabhovheriti.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |
- Kabho Vherite
- Nyika dziri muAfurika
- Nyika dzekuMadokero kwe Afurika
- Makoronesi
- Zvitsuwa zvenyika
- Zvitsuwa zve Makoronesi
- Nyika ne Materitori anotaura Chiputukezi
- Marudhende
- Mavuso ne Materitori akanarwa muna 1975
- Zvinarwa zve 1975 muAfurika
- Zvinarwa zve 1975 muKabho Vherite
- Nhunduchisi dze Ruandhle
- Rudondazuva rwe Atlandiki