Svetuka kuchirochemo

Jenero (Ruvara)

Kubva Wikipedia

Jenero (/dʒɛnɛroʊ/) kana kirimu ruvara rwunogadzirwa nemombe dzinofura sora nezvirimwa zvakapfuma muma- Carotenoid pigments ehuroro mamwe acho anowanikwa mumukaka mutsva (kunyanya mafuta ebhata). Izvi zvinopa karuvara kehuroro kune mukaka unowanzokuva huchena kukunyanyisa kwemafuta (saka ruvara rwemukaka unogona kutaridzika sekuva pakati peruvara rwemukaka chaiwo nebhata). Jenero ruvara rwehuroro rwakapfava (pastel yellow) sezvakaita tsvukuchena kune tsvuku. Jenero inogadzirwa nekusanganiswa kweHuroro neChena.

Muenzaniso weruvara rweJenero. Aizi-Kurimu ine Kurimu (kana Kirimu).

Tsananguro yeruvara[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Jenero (Kirimu)
Modhero FFFDD0
Mamwe Mavara 100% Tsvuku

99.22% Zerere

81.57% Ungu

Hyu 57° (maDhigirizi)
Sachuresheni 100%
Vhenekero 91%
Wevhirendi

(Wavelength)

571.11 nm.

References[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. https://encycolorpedia.com/fffdd0