Svetuka kuchirochemo

Kupembenuka

Kubva Wikipedia

Kupembenuka kana kupembenudza (v. clear up after being overcast, to recuperate, to be convalescent).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kikongo vanoti mpembe (whiteness, white, pallor) kureva huchena. Mamwe mazwi pemba (to be white or get white) kureva kuchena.
  • Mambwe vanoti pembenuka (to clear up - after being overcast, foggy), kuchena kwekunze. Mamwe mazwi: pembesuka (to get better, to recuperate, to be convalescent), kupora mushure mehurwere
  • VaHerero vanoti pemba (v. convalesce, cure; heal, recover, improve, ripen, get on satisfactory, get brighter) kureva kupora hurwere.
  • Chuwabo vanoti ebembembe (dawn). Kinande vanoti erihembuka (v. cure; heal) kureva huchena.