Svetuka kuchirochemo

Kupembedza

Kubva Wikipedia

Kupembedza (acquit, absolve, to clear from a charge of guilt or fault; free from blame) kana kuti kuchenura zvinoreva kududza pachena kuti munhu anga ari kutongwa haana mhosva.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ringira, ndapa mukoma wako zvigurwa zvesirivha gumi remazana, kuonisa kuti wapembedzwa, auna ndaa, pamberi pomunhu weshe iwewe waruramiswa. I am giving your brother a thousand shekelsof silver. This is to cover the offense against you before all who are with you; you are completely vindicated. (Genesis 20:16 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaKongo vanoti pemba (being white or get white) kureva kuchena.
  • VaKongo vanoti pembesa, pemboka kana pembuka (to bleach, make white or whiten, become white) kureva kuita chena.
  • VaKongo vanoti wampembe (that is white, that is light) kureva chichena.
  • VaHerero vanoti pembaesa (bleach, make white, make to shine) vachireva kuita chena.
  • Vatauri veChewa vanoti pembedza (honour; worship; adore).
  • VaYao vanoti pembesya (to appease) - zvichida ndizvo zvimwe nekupembedza.