Bakole

Kubva Wikipedia

Bakole mutauro weSawabantu unowanikwa kuCameroon.

  • Bakole vanoti mariwa (n. water) kureva mvura.
  • Bakole vanoti murema (n. heart) kureva moyo.
  • Bakole vanoti mbori (n. goat) kureva mbudzi.
  • Bakole vanoti nyoro (n. body) kureva muviri.
  • Bakole vanoti diso (n. eye) kureva ziso.
  • Bakole vanoti iyongo (n. pot) kureva poto.
  • Bakole vanoti kperi (n. death) kureva rufu.
  • Bakole vanoti mukarara (n. European) kureva Murungu.
  • Bakole vanoti gbamu (n. goodness) kureva hunaku.
  • Bakole vanoti mbuwa (n. rain) kureva mvura yekunaya.
  • Bakole vanoti ngea (n. road) kureva nzira.
  • Bakole vanoti moto kana bato (n. person) kureva munhu.
  • Bakole vanoti ngbwa (n. dog) kureva mbwa.
  • Bakole vanoti wanga (n. forest) kureva sango.
  • Bakole vanoti yeta (n. reply) kureva kupindura.
  • Bakole vanoti mboa (n. village) kureva musha.
  • Bakole vanoti motutu (n. smoke) kureva hutsi. MaZulu vanoti inthutu.
  • Bakole vanoti mwana (n. child) kureva mwana.
  • Bakole vanoti mwenderi (n. traveller) kureva murwendo.
  • Bakole vanoti tata kana sangwame (n. father) kureva baba.
  • Bakole vanoti mwende (n. foot) kureva tsoka.
  • Bakole vanoti munyere (n. earth) kureva Pasirose.
  • Bakole vanoti muya (n. in-law).
  • Bakole vanoti dowa (n. stool) kureva chituru.
  • Bakole vanoti masunga (n. teeth) kureva mazino.
  • Bakole vanoti manyanga (n. palm nut oil).
  • Bakole vanoti ndawo (n. house) kureva imba.
  • Bakole vanoti bane (n. four) kureva vana. Mamwe mazwi: batanu kureva vashanu.
  • Bakole vanoti muronga (n. farmer) kureva murimi.
  • Bakole vanoti mokori (n. hill) kureva chikomo.
  • Bakole vanoti mokumbe (n. alligator).
  • Bakole vanoti mwanja (n. sea) kureva nyanza.
  • Bakole vanoti moari (n. parent) kureva mubereki.
  • Bakole vanoti mukumba (n. gun) kureva pfuti.
  • Bakole vanoti njawa (n. bee) kureva nyuchi.
  • Bakole vanoti munyarova (n. sky) kureva denga.
  • Bakole vanoti wase (n. world).


[1]

  1. https://pure.mpg.de/rest/items/item_403479/component/file_403478/content