Mbwa
| 10 of the 12 extant canid genera | |
| Hupango musainzi | |
|---|---|
| Muvuso: | Umhuka (Animalia) |
| Faramu: | Kodhata (Chordata) |
| Musaku: | Dzinoyamwisa (Mammalia) |
| Raya: | Zvikara (Carnivora) |
| Raya-zasi: | Hukari (Caniformia) |
| Mhuri: | Umbwa (Canidae)Fischer de Waldheim, 1817 |
| Mhando ye mbari | |
| chimbwa (canis)Linnaeus, 1758 | |
| Mhuri zasi uye extant genera | |
| |
Mbwa (kureva Canidae; sokutodza Chiratini) pahuwandu tichiti Madzimbwa, imhuri ine zvikara uye zvidyazvese zvinoyamwisa zveraya rechikara. Mhuka dzinobva mumhuri ye mbwa, dzinonzi imbwa. Mhuri ye mbwa yakakamurwa ine madzinza maviri: Gava-dzinza (Vulpini) ("makava chaivo") uye Humbwa kana Mbwa-dzinza (Canini) ("imbwa dzechokwadi"). Mbwa dzerudzi re gava-dzinza (makava) dzinonzi "zvikava". Mbwa dzedzinza re humbwa kana mbwa-dzinza (bhumi, imbwa, kxoyoti nemamwe) dzinonzi "imbwa". Vamwe vanhu vanodana zvese izvi kuti "imbwa", asi izvi hazvina kunaka.
Mienzaniso yemakani imbwa, bhumi, makava, kxoyoti, uye mhungubwe.
Mamwe mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mazita anodiwa muChishona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mashoko anopera na -idae senge Canidae, Falidae, Accipitridae ne mamwe
- Mashhoko anopera na -id senge Canid, Felid, ne mamwe
- Mashoko anopera na -inae, senge Caninae, Felinae, ne mamwe
- Mashoko anopera na -ni senge Canini, Vulpini, Felini ne mamawe
Mashoko anopera na -is ano iswa chivakashure "chi"
e.g. Canis => chimbwa, Felis => Chikatsi
Upangamutowo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tarisai futi peji re Udongorodzwa hweMbwa