Svetuka kuchirochemo

B

Kubva Wikipedia
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhiihwaro eChishona
A E I O U
B Bh Bv Bzv Bg
P Ph Pf Psv Pẋ/Pkġ
J C D Dh Dhl
Ch X Q[N 1] T Thl
Dy Dz Dzv Dv F
Ty Ts Tsv Tv Vh
W H G Kl[1] Y
V /Kġ K Kr[2] N'
M Mb Mv Mn' Ny
N - - Nyn' -
Nj Nd Ndhl Ng Ns
Nzv Nth Nthl Nkh Nz
Nc[N 2] Nx[N 3] Nq[N 4] Gc[N 5] Gq[N 6]
N'c[N 7] N'x[N 8] N'q[N 9] Gx[N 10] Qx[N 11]
L S Sh Sk Sp
R Z Zh - -
St Sv Svc Hl
- Zv Zvc Tẋ/Tkġ

B (ridoko b; zita raro ndi Ba) ibhii rinowanikwa mumabhi eChiratini ne Chikriri, uye rinoshandiswa wo sechinzvanyira mukunyora Chishona charizvino, asi muChishona rinodanwa zvakasiyana nemuChingezi, nekuti ibhii reupau[C 1].Bhii ra B rakabva kuChigiriki. KuChishona, bhii ra B chinzvanyira chakazvimirira, kureva ibhiihwaro[C 2] rinozoshandiswa kuvumba mamwe matarabhii[C 3].

  1. implode., implosive., bhii rinopauka
  2. base letter., base consonant., kureva bhiihwaro
  3. digraph., kureva tarabhii

Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  1. Q ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Q parizvino.
  2. Nc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nc parizvino.
  3. Nx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nx parizvino.
  4. Nq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Nq parizvino.
  5. Gc ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gc parizvino.
  6. Gq ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gq parizvino.
  7. N'c (rinowanikwa kuChinguni sa Ngc) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'c parizvino.
  8. N'x (rinowanikwa kuChinguni saNgx) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'x parizvino.
  9. N'q (rinowanikwa kuChinguni saNgq) ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa N'q parizvino.
  10. Gx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Gx parizvino.
  11. Qx ibhii rekudzvanya rinowanikwa uye rinoshandiswa muChindau., ndiwo wega mutauro weChivanhu unozivikanwa uchishandisa Qx parizvino.
  1. Kl, rakatorwa kubva kuChingezi, rinowanikwa mumashoko ekutorazve.
  2. Kr, ibhii rakatorwa kubva kuChingezi., rinowanikwa mumashoko ekutorazve, senge Kristu.


Mabviro eruzivo

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]