Svetuka kuchirochemo

ChiYoruba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuYoruba)

Yoruba mutauro unowanikwa kuNigeria neBenin.

Mazwi Anotodza Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Yoruba inoti baba (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: baba nla (n. forefather; grandfather).
  • Yoruba inoti ti-sora (n. scissors) kureva chigero. Fananidzai nokuti Tizora?
  • Yoruba inoti kalamu (n. pen; quill; writing; reed) kureva penzura. Izwi rokuti karamu rinotaurwa kuChiKaranga.
  • Yoruba inoti kaka (adj. strong; violent; forcible; stiff; unyielding; stubbom). Fananidzai nokuti kukaka nharo?
  • Yoruba inoti kale (v. to sit down; sit on the ground; deposit) kureva kugara.
  • Yoruba inoti sodo (prep. to; near; near to; towards; beside) kureva pedyo. Fananidzai nokuti kuswedera?
  • Yoruba inoti somo (v. to tie; unite with; suspend to; fasten upon). Somora (v. to be together; to fasten togother; to make as one). Fananidzai nokuti kusvomhora.
  • Yoruba inoti tasa (n. pan, cup, plate) kureva ndiro. Mamwe mazwi: tele (v. to follow after; to imitate) kureva kutevera.
  • Yoruba inoti sora (to beware; to be watchful; to be circumspect) kureva kuchenjerera. Fananidzai nokuti vasori?
  • Yoruba inoti ta (v. to kick; burn; shoot at; sting; tap; spill; shed; shine upon; to open a boil). Fananidzai nokuti uta?
  • Yoruba inoti de, dera, pele (adj. soft) kureva kupfava. Mamwe mazwi: woro, horo (n. a grain or seed) kureva mhodzi.
  • Yoruba inoti okun (n. strength; ability; power; stamina) kureva simba. Mamwe mazwi: pari (to be bald) kureva zuda.
  • Yoruba inoti okiribiti (n. circle; encompassed space) kureva denderedzwa. Mamwe mazwi: duru (adj. important) kureva kukosha.
  • Yoruba inoti iya, abiamo (n. mother) kureva amai. Mamwe mazwi: biya (adj. motherly) kureva saamai.
  • Yoruba inoti ododo (n. truth; fact; justice; equality; right; righteouness) kureva chokwadi.
  • Yoruba inoti imole (light, brightness) kureva chiedza. Mamwe mazwi: irin (n. iron, metal, iron nail) kureva simbi.
  • Yoruba inoti dudu (adj. black; dark·coloured; sable - the colour black or black cloth worn in morning) kureva hutema.
  • Yoruba inoti ebutu (n. dust; a heap of fine dust) kureva guruva. Mamwe mazwi: ewu (grey hair, white locks) kureva imvi.
  • Yoruba inoti ese (n. row; order) kureva kurongeka. Mamwe mazwi: esese (adv. orderly; regularly; in rows).
  • Yoruba inoti olu (n. n. the chief of anything) kureva mukuru we. Mamwe mazwi: kanna (n. the same).
  • Yoruba inoti fufu (n. meal prepared from grated cassava) kureva hupfu hwemufarinya. Mamwe mazwi: waji (blue) kureva blu.
  • Yoruba inoti koku, obedo (green colour) kureva grini. Mamwe mazwi: ese aluko, awo aluko (purple colour).
  • Yoruba inoti komora (v. to hold together. to embrace; be astringent). Mamwe mazwi: koti (v. to collect against; assault; attack; assail; pucker - draw togther into folds or wrinkles).
  • Yoruba inoti koto (adv. not enough) kureva kuperevedza. Mamwe mazwi: koto (adj. hollow) kureva kuva nemhango.
  • Yoruba inoti konibaba (fatherless) kureva asina baba. Mamwe mazwi: aisiya (n. motherless) kureva asina mai.
  • Yoruba inoti ise (n. work; labour; duty; business; profession; occupation; office) kureva basa. Mamwe mazwi: ise-Olorun (God's work) kureva basa raMwari.
  • Yoruba inoti abele (adj. private; secret; adv. privately; secretl). Mamwe mazwi: odo (n. river, brook, streamlet) kureva rukova.
  • Yoruba inoti awon (net) kureva mambure. Mamwe mazwi: ise awon (network) kureva dandadzira.
  • Yoruba inoti isore (adj. benevolent) kureva kuva nemutsa. Mamwe mazwi: ison-aso (n. tailor) kureva musoni.
  • Yoruba inoti ison ( n. doing any mechanical work). Mamwe mazwi: ison-awo (n. tanner).
  • Yoruba inoti biwa (adv. according to fashion, like manner.) kureva kufanana. Mamwe mazwi: biwo (adv. like in form) kureva zvakafanana.
  • Yoruba inoti bi-ore (adj. friendly; friend like) kureva vakasununguka. Mamwe mazwi: bi-omode. (adj. childish; babyish) kuita semwana. Bi-olurun (adj. god.like; godly).
  • Yoruba inoti bakana (adj. same; identical; equal; similar) kureva kufanana. Mamwe mazwi: dogba (v. to be equal; to be on the same level). Idogba (n. regularity; equality).
  • Yoruba inoti gege kana gegebi (adv. perfectly; exactly; accordingly. prep. according to; equal). Mamwe mazwi: ibare (n. the state of being friendly with; friendship; agreement).
  • Yoruba inoti muse (v. to make do; initiate into; perform) kureva kuita. Mamwe mazwi: musedede (v. to make equal) kureva kuenzanisa.
  • Yoruba inoti asowo (n. trader; merchant; trade) kureva hushavi. Mamwe mazwi: isowo (n. trader, trading; merchant) kureva kushava.
  • Yoruba inoti sopo (v. to tie together; join; unite). Mamwe mazwi: leba (adv. aside; oblique; by the side; near to). Eba (n. brink, edge, border, side).
  • Yoruba inoti iru (n. seed, race, kind, species, gender, clan) kureva rudzi.
  • Yoruba inoti tete (adv. early; soon: quickly; first; beforehand). Mamwe mazwi: tete (adv. fast, quickly) kureva kukurumidza. Teteko (adv. in the first place).
  • Yoruba inoti tete-kajo (v. to antedate) kureva kufanovapo.
  • Yoruba inoti dara (adj. good; handsome; beautiful; fair; neat; nice; fine ; splendid; elegant; dainty) kureva runako.
  • Yoruba inoti okan (num. one; single) kureva posi. Mamwe mazwi: meji (num. two) kureva mbiri.
  • Yoruba inoti meta (num. three) kureva tatu. Mamwe mazwi: merin (num. four) kureva zvina.
  • Yoruba inoti marun (num. five) kureva shanu. Mamwe mazwi: mefa (num. six) kureva tanhatu.
  • Yoruba inoti meje (num. seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: meio (num. eight) kureva sere.
  • Yoruba inoti esan (num. nine) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: ewa, mewa (num. ten) kureva gumi.
  • Yoruba inoti (num. thousand) kureva chiuru. Mamwe mazwi: (num. million) kureva miliyoni.

[1]

  1. http://edeyoruba.com/uploads/3/0/0/1/3001787/yoruba_dictionary.pdf