Vei

Kubva Wikipedia

Vei mutauro unowanikwa kuSierra Leone.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vei inoti kuru (great, big, large) kureva chikuru.
  • Vei inoti koso-koso (to cough) kureva kukosora.
  • Vei inoti gbaro (n. hind-part, seat) kureva garo. Mamwe mazwi: wonye (v. to itch) - fananidzai nokuti unye.
  • Vei inoti bara (n. place) kureva nzvimbo. Fananidzai nokuti ruvara.
  • Vei inoti dsi, (descent) kureva kudzika. Mamwe mazwi: dsi (n. water). Chewa inoti madzi.
  • Vei inoti kanya, (v. to be unsuccessful, to be unable; to give up). Fananidzai nokuti wandikanya kana wakanya?.
  • Vei inoti kurr (v. to grow) kureva kukura. Mamwe mazwi: bari (n. place ; large open place, yard).
  • Vei inoti bara (place ; large open place, yard) kureva chivara.
  • Vei inoti nene (v. to deceive, impose upon). Fananidzai nokuti kenenedzera.
  • Vei inoti nori (v. to be wet; to wet, make wet) kureva kunyorova.
  • Vei inoti sembe (to place against, to lean against; to go, turn, hang on one side) kureva kuzembera.
  • Vei inoti tanda (to be straight) kureva kutwasuka. Mamwe mazwi: tande (straight) - fananidzai nenyaudzosingwi yokuti tande.
  • Vei inoti tara (v. to meet, to find) kureva kusangana kana kuwana. Fananidzai nokuti kutarisa?
  • Vei inoti wara (n. mat) kureva meti. Mamwe mazwi: vari (to go off - said of a trap).
  • Vei inoti dondo (one) kureva posi. Sangho inoti tonda (begin, start). VaGanda tonda (to create) vachireva kusika.
  • Vei inoti dondori (at once) kureva zvinouno. Mamwe mazwi: kasi kana 'kase (rust) kureva ngura.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vei inoti pene (all, whole; first). Mamwe mazwi: kama (n. elephant) kureva nzou.
  • Vei inoti sere (to rise, ascend; to go up, come up) kureva kukwira. Mamwe mazwi: boro ka (to let go, let fall, give up ; to despatch, to send).
  • Vei inoti boro, mboro (hand, arm; power) kureva ruwoko. Mamwe mazwi: kara (n. a pad for the head when carrying a load).
  • Vei inoti mesa (table) kureva tafura. Mamwe mazwi: karare, (learned, cunning).
  • Vei inoti tendu (n. messenger) kureva mutumwa. Mamwe mazwi: ba (great).
  • Vei inoti gbi ( all, any, all kinds, all sorts). Mamwe mazwi: kenye (n. sand, sand-beach) kureva jecha.
  • Vei inoti gbere (the whole of all). Mamwe mazwi: kani (n. metal).
  • Vei inoti soke (to do a work) kureva kushanda. Mamwe mazwi: kende (fire-coal, burning-coal, live-coal).
  • Vei inoti bira (v. to take) kureva kutora. Mamwe mazwi: kerema (great, large, big).
  • Vei inoti fo (near, close) kureva pedyo. Mamwe mazwi: kira (sickness, disease, ailment.).
  • Vei inoti dsa (n. face, front) kureva kumeso. Mamwe mazwi: gbara (v. to be near).
  • Vei inoti mande (person) kureva munhu. Mamwe mazwi: gbanya (n. tongs, pincers).
  • Vei inoti ke kirawa (on this side) kureva kudivi rino. Mamwe mazwi: kira (n. path, way, road, street.).
  • Vei inoti donda (n. rice) kureva mupunga. Mamwe mazwi: kumbi (n. dew) kureva dova.
  • Vei inoti kan (n. place) kureva nzvimbo. Fananidzai nokuti rukangarahwe.
  • Vei inoti banda (time, season) kureva nguva kana mwaka. Mamwe mazwi banda (air, cloud).
  • Vei inoti gara kana gana (to be strong) kureva kugwinya. Mamwe mazwi: kunde (n. bird).
  • Vei inoti gono, goro (palisade, stockade, barricade) kureva [[]]. Mamwe mazwi: kundu (iron).
  • Vei inoti kando (ad. up, on top, above ; up stairs ; in the up-land, in the interior.) kureva padenga.
  • Vei inoti kima (n. cold) kureva kutonhora. Mamwe mazwi: kima-banda (cold season).
  • Vei inoti kundu, (n. shortness; privation or scarcity, exertion). Mamwe mazwi: gbanya (n. tongs, pincers).
  • Vei inoti kure (n. word, voice, report) kureva izwi. Mamwe mazwi: kure dondo (n. concord, harmony, union).
  • Vei inoti baru (to save, cure, heal ; to recover, get well ; to escape; to get clear; to save, cure, heal ; to recover, get well ; to escape) kureva kuponesa.
  • Vei inoti bere kana mbere (self, myself) kureva ini. Mamwe mazwi: bere (fine, good).
  • Vei inoti biri ( same, self-same, that) kureva chimwecho. Mamwe mazwi: kunda (grow, to grow up).
  • Vei inoti kurea (to deceive) - fananidzai nokuti Mareya. Mamwe mazwi: kurima (n. dry season).
  • Vei inoti mande (other, anther) kureva chimwewo. Mamwe mazwi: mara (v. to be lighted, kindled) kureva kupfuta.
  • Vei inoti nyenye (v. to scatter, disperse). Mamwe mazwi: samba (n. basket).
  • Vei inoti nyoma (v. to be like, similar) kureva kufanana. Mamwe mazwi: nyo (n. likeness, similarity.).
  • Vei inoti samba (v. to tremble, to shake). Mamwe mazwi: sembe (n. strength, power, force, energy).
  • Vei inoti seri (n. witness) kureva fakazi. Mamwe mazwi: simbiri (join, to join).
  • Vei inoti sunda (v. send) kureva kutuma. Mamwe mazwi: suna (n. rain).
  • Vei inoti sunda, sonda (n. stranger, visitor, guest) kureva muenzi. Mamwe mazwi: ta (fire) kureva moto.
  • Vei inoti tama (gentle, meek) kureva zvinyoro-nyoro. Mamwe mazwi: ta (part, portion) kureva chikamu.
  • Vei inoti te (middle, midst, centre) kureva pakati. Mamwe mazwi: pate (zenith). Su-te (midnight).
  • Vei inoti tembe (to stand or place in a line, to form a row). Mamwe mazwi: te (to break in pieces).
  • Vei inoti tea-tea (to disperse, to scatter). Mamwe mazwi: tere (broken, split).
  • Vei inoti tere (n. sun, daytime, day,) kureva zuva. Mamwe mazwi: tere bera (the sun sets).
  • Vei inoti toke (a. mild, soft, easy, genteel, quiet, patient). Mamwe mazwi: toke (softly, gently).
  • Vei inoti tonya (truth, truthful) kureva idi. Mamwe mazwi: toro (to grow fat).

[1]

  1. https://readux.ecds.emory.edu/books/emory:b5gg2/pdf/