Kugwinya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kugwinya (to be energetic, to be strong, to put forth all of one's strength) kushanda nesimba guru.

  • Gwinyiro kana magwinyiro (1. Ambition 2. goal of). Gwinyiro rake kuva mutyairi wechitima: his ambition is to be an engine driver.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti mpamvu (n. strength) kureva chisimba?.
  • VaMambwe vanoti molimo (n. energy, zeal for work) kureva simba.
  • VaTonga vanoti inguzu (power; strength) kureva simba. Mafwe vanoti manta (n. power) kureva simba.
  • VaTonga vanoti kupa inguzu kana kupa ng'uzu (empowerment) kureva kusimbisa.