Mambwe-Lungu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuVaLungu)

Cilungu mutauro unowanikwa kuchamhembe kweTanzania nekumusoro kweZambia. Cilungu chinoda kufanana neMambwe, pane musiyano mushoma.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lungu inoti mwana (child) kureva mwana.
  • Lungu inoti umuntu (person) kureva munhu.
  • Lungu inoti umuti (a tree) kureva muti.
  • Lungu inoti ukuzika (to be deep) kureva kudzika.
  • Lungu inoti ukuluka (to weave) kureva kuruka.
  • Lungu inoti ukuciisa (v. to iron) kureva kuchisa.
  • Lungu inoti imbaazo (n. carving axe) kureva mbezo.
  • Lungu inoti ingoma (n. drum) kureva ngoma.
  • Lungu inoti mootoka (n. car) motokari.
  • Lungu inoti musato (n. python) kureva shato.
  • Lungu inoti beleenga (to read) kureva kuverenga.
  • Lungu inoti loondolola (to explain) kureva kurondedzera.
  • Lungu inoti amiino (teeth) kureva meno.
  • Lungu inoti ukunzi (outside) kureva kunze kana panze.
  • Lungu inoti umoto (n. fire) kureva moto.
  • Lungu inoti ipapiko (wing) kureva bapiro.
  • Lungu inoti inzovu (elephant) kureva nzou.
  • Lungu inoti ukutemwa (to love) kureva kuda.
  • Lungu inoti ukutemwaana (to love each other) kureva kudanana.
  • Lungu inoti ukutemwiiwa (to be loved) kureva kudiwa.
  • VaMambwe vanoti -pola (to be in good health; to be well, better) kureva kupora kuchirwere.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lungu inoti umutungulu (a piece of land) kureva vhu.
  • Lungu inoti nganda (n. house) kureva imba.
  • Lungu inoti mkombe (old man) kureva harahwa.
  • Lungu inoti chisaka (maize) kureva chibage.
  • Lungu inoti umukota (n. stick) kureva chimuti.
  • Lungu inoti ichisu (knife) kureva banga.
  • Lungu inoti leta (bring) kureva kuunza.
  • Lungu inoti umukazyaana (n. girl) kureva musikana.

Zvakakochekerwa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


[1] [2]

  1. https://www.academia.edu/8385954/OBJECT_MARKING_IN_LUNGU
  2. https://www.albany.edu/~lb527/index_files/Cilungu.pdf