Mbezo

Kubva Wikipedia

Mbezo chombo chebasa chinoshandiswa kuveza miti. Chombo ichi chakaumbwa chine mupinyi mupfupi, nechipanga chakachinjika mupinyi (sebadza). Chipanga ichi chakasimba nekupinza sedemo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]