Tsinhano yeHuremu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Muchidzidzo fundoyetsimba, tsinhano yehuremu kana tsinhano (density) mazwi Ari kushandiswa pane kududzira kupimwa kwehuremu pahumwe hwemumhu takatarisana nechiwumbwa chiri kutaurwa nezvacho. Zvinhu zvakasiyana zvine tsinhano yehuremu yakasiyana. Iko kusiyana kwetsinhano yehuremu kunoita kuti zvimwe zvinhu zviyangarare pamusoro pemvura zvimwe zvichinyura. Somuenzaniso, mvura nematombo zvine tsinhano yehuremu yakasiyana; mvura ine runye 1 gram/cubic metre, matombo ane runye 2.5-5.5 gram/cubic metre.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Kutsinhana (place close together, pack closely, be near each other).
  • Runye (grain or other vegetation coming up very closely together).

Kurerutsa Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Baila vanoti ku shinana (to be crowded, to have no room) kureva kutsinhana.
  • Baila vanoti ku shindibala (to sit close) kureva kugara pedyo nepedyo.
  • Mang'anja vanoti tsitu kana nsitu (many close together, thick; thick or close as a thicket - called nsitu).
  • Mang'anja vanoti kutona kana kutonana (to be close together; to crowd together without spaces between).
  • VaMambwe vanoti -sintanya (to place very closely) vachireva kutsinhana.
  • MaZulu vanoti thotha (Place closely together, pack tightly; bind tightly together) vachireva rutsinhano.