Shinzwani

Kubva Wikipedia

Shinzwani mutauro weBantu unotaurwa kuComoros.

  • Shinzwani vanoti lini (when) kureva rinhi.
  • Shinzwani vanoti dzitso kana matso (n. eye) kureva ziso.
  • Shinzwani vanoti muntru kana wantru (n, person) kureva munhu.
  • Shinzwani vanoti shisiwa kana zisiwa (n. island) kureva chitsuwa.
  • Shinzwani vanoti nyombe (n. cow) kureva mombe.
  • Shinzwani vanoti likoli (n. school) kureva chikoro.
  • Shinzwani vanoti wana (n. children) kureva vana.
  • Shinzwani vanoti lidzia (n. milk) kureva mukaka.
  • Shinzwani vanoti muji (n. town, village) kureva musha.
  • Shinzwani vanoti mimba (n. stomach, belly) kureva dumbu.
  • Shinzwani vanoti meza (n. table) kureva tafura.
  • Shinzwani vanoti hu-lala (to sleep) kureva kurara.
  • Shinzwani vanoti hu-shona (to sew) kureva kusona.
  • Shinzwani vanoti hu-nwa (to drink) kureva kunwa.
  • Shinzwani vanoti hu-fa (to die) kureva kufa.
  • Shinzwani vanoti hu-ambila (to tell someone) kureva kuyambira.
  • Shinzwani vanoti hu-ria (to be afraid) kureva kutya.
  • Shinzwani vanoti hu-lola (to marry) kureva kuroora.
  • Shinzwani vanoti hu-amwa (to suckle) kureva kuyamwa.
  • Shinzwani vanoti zia (v. stop) - zvichida vanoreva siya.
  • Shinzwani vanoti akodzo (she/he is hurt) kureva akuvadzwa.
  • Shinzwani vanoti mtsana mwema (have a good day) kureva muve nezuva rakanaka.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Shinzwani vanoti shangu (adj. easy) kureva nyore.
  • Shinzwani vanoti wami ufanya (I do).
  • Shinzwani vanoti wawe ula (you eat).
  • Shinzwani vanoti mwema, shema, djema (good) kureva chakanaka. Izwi rinoshanda zvichienderana nemupanda.
  • Shinzwani vanoti trundra kana marundra (n. orange).
  • Shinzwani vanoti shiri (n. chair) kureva chigaro.
  • Shinzwani vanoti mwiri (n. tree) kureva muti.
  • Shinzwani vanoti ufanya (to do) kureva kuita.
  • Shinzwani vanoti usoma (to read) kureva kuverenga.
  • Shinzwani vanoti hu-renga (to take) kureva kutora.
  • Shinzwani vanoti hu-baya (to close) kureva kuvhara.
  • Shinzwani vanoti hu-dunga (to follow).
  • Shinzwani vanoti hu-pvundza (to break) kureva kupunza.
  • Shinzwani vanoti mtiti (adj. little) kureva mudiki.

Manhamba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Shinzwani vanoti hata kana kapvu (n. zero) kureva zero.
  • Shinzwani vanoti moja kana montsi (n. one) kureva posi.
  • Shinzwani vanoti mbili (n. two) kureva mbiri.
  • Shinzwani vanoti ntraru (n. three) kureva tatu.
  • Shinzwani vanoti nne (n. four) kureva ina.
  • Shinzwani vanoti ntsanu (n. five) kureva shanu.
  • Shinzwani vanoti sita (n. six) kureva tanhatu.
  • Shinzwani vanoti saba (n. seven) kureva nomwe.
  • Shinzwani vanoti nane (n. eight) kureva sere.
  • Shinzwani vanoti shendra (n. nine) kureva pfumbamwe.
  • Shinzwani vanoti kumi (n. ten) kureva gumi.

[1]

  1. https://www.livelingua.com/peace-corps/Comorian/Shinzwani%20Grammar%20Book-%201st%20ed%202015.pdf