Kuputsa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKupunza)

Kuputsa ( to shatter) zvinoreva kupwanya chinhu chisina kusimba chinenge hari kana kapu yedhaga, chiri chinhu chinopwanyika nekudonhedzwa pasi kana kuroverwa zvine simba. Vamwe vatauri vanoti kupunza.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chokwadi hachiputse hukama.