Dumbu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Illu stomach.jpg

Dumbu (stomach) inhengo iri mukati memuviri inova chikamu chenhengo dzinotakura nokuseredzera chikafu. Mukati medumbu munonzi mudumbu, vamwe vatauri vanoti mundani kana kuti mbwata - belly.

Mhambarirwa (Person or object for whom food must be sought) apa kureva kupambara uchitsvaka mudyo wekudya kudzinga nzara.

Matumburira (Abdomen, just below navel) chikamu chedumbu chiri zasi kweguvhu.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Igangaidza mukwenyi mhezi kuvavira mudumbu.
  • Nhumbu imhambarirwa: hunger is a driving force.