Samburu

Kubva Wikipedia

Samburu mutauro weAfrika unowanikwa kuKenya

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Samburu vanoti kilimi (n. uvula) - zvichida ndiko katatarimbo? Mamwe mazwi:
  • Samburu vanoti kodi (interj. knock knock!) kureva hodhi. Swahili vanoti hodi.
  • Samburu vanoti mpata (n. duck) kureva dhadha. MaPutukezi vanoti pata (n. duck. Pato mukono) kureva dhadha. Lozi vanoti sipato.
  • Samburu vanoti papa (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: pardiso (n. burdizzo, a castration device).
  • Samburu vanoti mbata (n. 1. side; 2. region, area) kureva dunhu. Mamwe mazwi: mbae kana mbaa (n. issue, matter, affair).
  • Samburu vanoti rubata; mbata (n. part; joint) kureva nhengo. Mamwe mazwi: rupata (n. heap, pile).
  • Samburu vanoti soro (n. yellowish, of domestic animals) kureva mombeshora. Mamwe mazwi: suomi (1. livestock; 2. property, wealth).

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Samburu vanoti a-chamu (v. to come to love) kusvika pakuda. Mamwe mazwi: a-chamunore (to become fond of, fraternize with).
  • Samburu vanoti a-doki (v. to pass down into or through). Fananidzai nokuti kudoka?
  • Samburu vanoti dere (adj. light brown, beige). Mamwe mazwi: derlei (adj. yellow).
  • Samburu vanoti kitok (adj. great, important). Mamwe mazwi: marampa (n. a small yellow bird).
  • Samburu vanoti manang (n. colostrum) kureva madombwe. Mamwe mazwi: manyata (n. settlement, residence, homestead).
  • Samburu vanoti mbita (n. axe) kureva demo. Mamwe mazwi: mbolata (n. tactic or trick to outsmart prey or enemy).
  • Samburu vanoti mene (n. father's sister) kureva tete. Mamwe mazwi: menye (father of).
  • Samburu vanoti muatata (n. enclosure for domestic animals) kureva danga. Mamwe mazwi: mua (n. appearance, colour).
  • Samburu vanoti mukarate (n. cattle dip) kureva dhibhi. Mamwe mazwi: munyani (n. luck, serendipity, grace, attributed to the action of God).
  • Samburu vanoti musana (adj. old, worn out) kureva tsaru. Mamwe mazwi: remore (n. vaccination, the activity).
  • Samburu vanoti nyatupa (traditional bowl) kureva mbiya. Mamwe mazwi: nyorata (n. affectionate love).
  • Samburu vanoti rikoto (leading) kureva [[]]. Mamwe mazwi: rikore (n. leading, the act of leading).
  • Samburu vanoti rioto (n. level, phase, stage, step) kureva danho. Mamwe mazwi: ropare (bribe, corruption).
  • Samburu vanoti ropiya (1. money; 2. a former two shilling coin) kureva mari. Mamwe mazwi:
  • Samburu vanoti sing'ate (n. 1. craving for tobacco, tea; 2. craving for salt, in animals). Mamwe mazwi: siomo (n. rainbow).
  • Samburu vanoti simi; murua (n. an old abandoned homesite) kureva dongo. Mamwe mazwi: sokoto (n. leather bag for carrying calabashes filled with water).
  • Samburu vanoti sere (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: sesekua (n. accident).
  • Samburu vanoti saisai (n. labour of childbirth) kureva marwadzo ekuzvara. Mamwe mazwi: sampiripiri (n. butterfly, moth).
  • Samburu vanoti saani (n. dish, plate) kureva ndiro. Mamwe mazwi: saar (n. sleeping sickness).
  • Samburu vanoti tabata (prep. at the side of, next to) kureva padhuze ne. Mamwe mazwi: tekue (v. place in front of).
  • Samburu vanoti uro kana mbita (an axe having a bent head used for splitting firewood) imhando yedemo. Mamwe mazwi: uroroto (v, falling down).
  • Samburu vanoti wuare (thorn fence craft). Mamwe mazwi: wuata (n. thorn fence).


Manhamba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Samburu vanoti nabo; nebo; obo (num. one) kureva posi. Mamwe mazwi: nabokata (adv. at once).
  • Samburu vanoti (num. two) kureva piri.
  • Samburu vanoti uni; okuni (num. three) kureva tatu.
  • Samburu vanoti ong'uan (num. four) kureva ina.
  • Samburu vanoti imiet (num. five) kureva shanu.
  • Samburu vanoti ile (num. six) kureva tanhatu.
  • Samburu vanoti sapa (num. seven) kureva nomwe.
  • Samburu vanoti isiet (num. eight) kureva sere.
  • Samburu vanoti saal kana saali pakuwanza (num. nine) kureva pfumbamwe.
  • Samburu vanoti tomon kana ntomoni pakuwanza (num. ten) kureva gumi.