Shora

From Wikipedia
(Redirected from Mombeshora)
Jump to: navigation, search

Izwi rinoti shora kana mushora (pale yellow; straw coloured) rinoreva chinhu chine ruvara rwakaita yellow. Mamwe maduramazwi anoti shora ndiyo brown.

Shava, Ruvara (light brown, reddish).

  • Mombeshora rikava zita remhuri.
  • Banga shora.
  • Chinhu chishora.