Svetuka kuchirochemo

Nhengo

Kubva Wikipedia

Endai ku: Nhengo (tsauranisa chirevo) kuti muwane zvimwe zvirevo.

Nhengo (kureva an organ; member of the body) kana Ndhengo muChindau, muchinyanhengo chenyerezhinji, nhengo chiunga che matishuu akafundikwa (kana kubatanidzwa) muchivumbikwa chinoshanda kuita basa rimwechete. Muhurongekwa mehupenyu, nhengo irere pakati pematishuu ne dandira renhengo. Matishuu anovumbwa kubva pamhando ye nyere imwechete kuti ave nechishando chimwechete. Matishuu emhando dzakasiyana anosanganiswa kuvumba nhengo inechishando chakanatsika, somuenzaniso, ukuri we matumbu wakavumbwa nematishuu echiepiteri ne ne tishuu re tsandanyama rakadereka. Nhengo mbiri kana dzinodarika dzikasanganiswa dzichishandapamwe mumwiri dzinovumba dandira re nhengo, rinodanwa kunzi mutandira we mwiri.

Mitauro ye Chibanthu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaBukusu vanoti eenyeengo (joint, node, space between two joints, of finger, wrist, sugarcane, measurement of one joint of a finger).
  • VaTege vanoti kasiga (n. body part) kureva nhengo yemuviri.
  • VaZigula vanoti vihendo kana chihendo (n. body parts; segments of the body). Madudzirwo: vihanda (n. studs - slender, upright members of wood, forming the frame of a wall) kureva mapanda kana mapango.
  • VaKongo vanoti to (n. member of the body). Kinande vanoti ekitambo (n. body part human or animal).
  • Nsenga vanoti chizo (n. member of the body, organ, limb). Mbukushu vanoti thipo (n. organ; part of the body).
  • Swahili vanoti mtenga (one who separates from society, solitary person, recluse, separatist.). Mamwe mazwi: mtengano (n. split, faction, separatism). Mtengo (act of separating, withdrawing, removing; 2. dismissal).