Kwangwali

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuRukwangwali)

Kwangwali mutauro unowanikwa kuNamibia.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kwangwali inoti kulya kureva kudya. Mamwe mazwi: otate (n. father) kureva baba.
  • Kwangwali inoti makunde (n. beans) kureva bhinzi. Mamwe mazwi: etanga (n. pumpkin) kureva manhanga.
  • Kwangwali inoti mpamwe (maybe, sometimes) kureva pamwe. Mamwe mazwi: monda (inside) kureva mukati.
  • Kwangwali inoti koka (v. pull) kureva kudhonza. Mamwe mazwi: panga (v. order) kureva kuronga.
  • Kwangwali inoti tunga (live) kureva kurarama. Mamwe mazwi: nyongora (v. nod) kureva kugutsira.
  • Kwangwali inoti vanda (hide) kureva kuvanda. Mamwe mazwi: horoka (happen, occur) kureva kuitika.
  • Kwangwali inoti gurumuka (decline) kureva kukurumuka. Mamwe mazwi: -reru (easy, light) kureva kureruka.
  • Kwangwali inoti tokora (v. decide) kureva kuramura. Mamwe mazwi: -ruru (sour) kureva maruru?
  • Kwangwali inoti teta (v. chop) kureva kudimbura. Fananidzai nokuti kudhedha?
  • Kwangwali inoti ronda (v. climb) kureva kukwira. Mamwe mazwi: unongo (knowledgeable, science).
  • Kwangwali inoti kutunga (v. build, to live) kureva kuvaka. Mamwe mazwi: sipara (n. face).
  • Kwangwali inoti gweda (add) kureva kuwedzera. Mamwe mazwi: kuvera (to be sick).

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kwangwali inoti kukuhwa (v. to wash) kureva kusuka. Mamwe mazwi: h () kureva [[]].
  • Kwangwali inoti pirura (v. stir) kureva kukurunga. Mamwe mazwi:ku makera (v. to taste) kureva kuravidza.
  • Kwangwali inoti piruka (v. turn) kureva kupinduka. Mamwe mazwi: tekera (water a plant) kureva kudiridza.
  • Kwangwali inoti sikama (stand) kureva kumira. Mamwe mazwi: twara (transport) kureva kutwara.
  • Kwangwali inoti muzuhwa (n. lunch) kureva kudya kwemasikati kana lanchi. Mamwe mazwi: murarero (n. supper) kureva chirariro.
  • Kwangwali inoti mauta (n. eggs) kureva mazai. Mamwe mazwi: usura (n. flour) kureva flawa. Kamundesa (n. carrot) kureva karotsi.
  • Kwangwali inoti mutete (n. spinach) kureva spinachi. Mamwe mazwi: ekovi (n. cabbage) kureva kabheji.
  • Kwangwali inoti ndongo (n. groundnut) kureva nzungu. Mamwe mazwi: nyanga onion kureva onyenzi.
  • Kwangwali inoti kawandja (n. sweet potatoes) kureva mbambaira. Mamwe mazwi: katafura (n. potatoes) kureva mbatata.
  • Kwangwali inoti ranga (n. trousers) kureva tirauzi. Mamwe mazwi: ndoroko (n. skirt) kureva siketi.
  • Kwangwali inoti mbeli (n. first born) kureva dangwe. Mamwe mazwi: nsiraura (n. last born) kureva gotwe.
  • Kwangwali inoti mugara (n. man) kureva murume. Mamwe mazwi: mukwetu (n. friend) kureva shamwari. Murandesi (n. seller) kureva mutengesi.
  • Kwangwali inoti kuranda (v. to buy) kureva kutenga. Mamwe mazwi: murandi (n. buyer) kureva mutengi. Kurandesa kureva kutengesa.
  • Kwangwali inoti ndiro (adj. expensive) kureva kudhura. Mamwe mazwi: mukunda (n. village) kureva musha.
  • Kwangwali inoti muzogo (n. north) kureva maodzanyemba. Mamwe mazwi: Mbindakano (n. south) kureva chamhembe.
  • Kwangwali inoti upumezuvha (n. east) kureva mabvazuva. Mamwe mazwi: Utokero (n. west) kureva madokero.
  • Kwangwali inoti nzega (next to) kureva munyasi me. Mamwe mazwi: pepi (near) kureva pedyo.
  • Kwangwali inoti ure (far) kureva kure. Mamwe mazwi: nzwi (n. sheep) kureva hwayi.

Nhamba[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kwangwali inoti zimwe (one) kureva rimwe. Mamwe mazwi: mbali (two) kureva mbiri.
  • Kwangwali inoti ntatu (three) kureva [[]]. Mamwe mazwi: ne (four) kureva ina.
  • Kwangwali inoti ntano (five) kureva shanu. Mamwe mazwi: Ntazimwe (six: five and one) kureva tanhatu.
  • Kwangwali inoti Ntambali (seven: five and two) kureva nomwe. Mamwe mazwi: Ntantatu (eight: five and three) kureva sere.
  • Kwangwali inoti Ntane (nine: five and four) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: murongo/rozimwe (ten) kureva gumi.
  • Kwangwali inoti Ronazimwe (eleven: ten and one) kureva gumi nerimwe. Mamwe mazwi: Ronambali (n. twelve: ten and two) kureva gumi nembiri.
  • Kwangwali inoti Ronantatu (thirteen: ten and three) kureva gumi nenhatu. Mamwe mazwi: Ronane (fourteen: ten and four) kureva gumi neina.
  • Kwangwali inoti Ronantano (fifteen: ten and five) kureva gumi neshanu. Mamwe mazwi: Ronantazimwe (sixteen: ten and five and one) kureva gumi netanhatu.

Muvara[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kwangwali inoti -geha (adj. red) kureva tsvuku. Mamwe mazwi: -sineguru (blue) kureva blu.
  • Kwangwali inoti -henga (yellow) kureva yelo. Mamwe mazwi: -umburaugeha (purple) kureva pepo.
  • Kwangwali inoti -sinamahako (green) kureva grini. Mamwe mazwi: -kusamuka (grey) kureva pfumbu.
  • Kwangwali inoti -umbombo (brown) kureva brauni. Mamwe mazwi: -zera (white) kureva huchena.
  • Kwangwali inoti -sovagani (black) kureva hutema. Mamwe mazwi: h () kureva [[]].

[1]

  1. https://www.livelingua.com/peace-corps/Kwangali/Rukwangali.pdf