Dangwe

Kubva Wikipedia

Dangwe ndiye mwana akatanga kuzvarwa mumhuri.

  • Muzari (eldest son; any son of king) apa kureva chero upi mwanakomana wamambo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • BaKalanga vanoti mbano - (firstborn child) vachireva dangwe. Nsenga vanoti citsura (n. firstborn, first fruit).
  • VaGungu vanoti mumbere (first person, e.g. first person born in a family) kureva munhu wekutanga. Mamwe mazwi gumbere (first time) kureva kekutanga.
  • MaZulu vanoti zi6ula (n. Bear the first offspring; have a first baby). Sokuti: ukuzi6ula ngomfana (to have a baby boy first).
  • MaZulu vanoti ilizi6ulo kana amazi6ulo (n. First-born progeny, first-born child) vachireva dangwe. Sokuti: umntwana wamazifiulo (first-born child).