Gotwe

Kubva Wikipedia

Gotwe, rugotwe, hokotorwa, chikokotorwa, chigumaura kana chigumisirwa zvinoreva mwana akapedzesera kuzvarwa mumhuri.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Umbundu inoti ekota (n. elder brother) kureva mukoma. Zvichida izwi rokuti gotwe rinobva pakuti vamwe vose makota - kureva kuti vakuru pana gotwe.