Pular

Kubva Wikipedia

Pular mutauro weAfrika unowanikwa kuGuinea, Guinea-Bissau, Senegal, Gambia, Mali, neMauritania.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Pular vanoti baaba (n. father; dad) kureva baba.
  • Pular vanoti batoo (n. boat; ship) kureva bwato.
  • Pular vanoti ɓutteende (n. calm) kureva kugadzikana.
  • Pular vanoti mbeesa (a kind of rice) kureva mhando yemupunga.
  • Pular vanoti etannde (math. dimension) kureva utandu.
  • Pular vanoti gorko (man; male; courageous person) kureva murume kana munhu akashinga.
  • Pular vanoti guuwere (n. crowd; mass; band). Fananidzai nokuti makuwerere?
  • Pular vanoti ñamaande (debt; credit; borrowing; ready).
  • Pular vanoti ñebbe (n. bean) - zvichida vanoreva nyemba.
  • Pular vanoti ñaabaa (n. conjunctivitis). Mamwe mazwi: rannga (n. uterus; matrix).
  • Pular vanoti resoo (n. network). Fananidzai nokuti retso?
  • Pular vanoti rufu (n. migraine). Mamwe mazwi: tati (n. three) kureva tatu.
  • Pular vanoti tata (fortress; protective wall of a city). Fananidzai nokuti Nyamutata?
  • Pular vanoti tekkere (n. pad consisting of a cloth wound and used to carry a burden on the head) kureva hata.
  • Pular vanoti yesso (n. face, fore, anterior) kureva chiso kana kumberi.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Pular vanoti aala (n. tool; instrument) kureva chombo chebasa.
  • Pular vanoti aali (n. family; clan; lineage) kureva mhuri kana dzinza.
  • Pular vanoti aran (adj. first; old) kureva chekutanga. Mamwe mazwi: arano (premier).
  • Pular vanoti aranuna (adv. avant; formerly; first time).
  • Pular vanoti asakal (n. tithe) kureva chegumi.
  • Pular vanoti baaru (n. restaurant) kureva restaraunt.
  • Pular vanoti banndan (n. brother; sister) kureva mwananyina.
  • Pular vanoti banndiraagu (n. kinship ties; fraternity) kureva hukama.
  • Pular vanoti banndiraawo kana banndiraaɓe (n. sister relative to brother or vice versa) kureva hanzvadzi.
  • Pular vanoti bannge (math. side) kureva divi.
  • Pular vanoti bare (n. dog) kureva imbwa.
  • Pular vanoti bayillo kana baylo (n. blacksmith) kureva mhizha.
  • Pular vanoti bente kana bentee pakuwanda (n. monitoring platform, wooden watchtower in a field).
  • Pular vanoti biro (n. mother) kureva mai.
  • Pular vanoti bobin (n. reel. from French) kureva chibhobhiri.
  • Pular vanoti boora (affection term to address daddy). Sokuti: Baaba an boora (My dear daddy).
  • Pular vanoti ɓalal (n. 1. support; foundation; foundation; base) kureva nheyo.
  • Pular vanoti ɓir (ideophone. is said of what is very green; very fresh).
  • Pular vanoti ɓira (n. milk) kureva mukaka.
  • Pular vanoti ɓiƴo (n. thrust; narrowness; crowding; affluence). Mamwe mazwi: ɓiƴondiro (n. crowding).
  • Pular vanoti mbarin (n. buddy; friend; comrade) kureva shamwari.
  • Pular vanoti daande (n. neck; voice; throat). Mamwe mazwi: daande-maayo (n. riverside; riverside; coast; coastline).
  • Pular vanoti dalil (n. proof; basis) kureva humbowo.
  • Pular vanoti deweero (n. younger brother or younger sister) kureva mutevedzi.
  • Pular vanoti ɗuure (n. fontanelle) kureva nhova.
  • Pular vanoti ndelo (n. flat surface; levelled; floor of a house).
  • Pular vanoti jatti kana zatti (nature; essence).
  • Pular vanoti falnde (math. axis) kureva akiso.
  • Pular vanoti faljere (error; fault; misunderstanding) kureva chikanganiso.
  • Pular vanoti fonndoode (n. base; basis) kureva hwaro.
  • Pular vanoti foro (n. goître) kureva gurokuro?.
  • Pular vanoti foti (adv. regardless of; whether) kureva zvisinei nokuti.
  • Pular vanoti geɓel (n. part; element; particle).
  • Pular vanoti giɗaale (n. favoritism; nepotism) kureva chikama.
  • Pular vanoti gimmbal kana maadi (mature).
  • Pular vanoti haarannde (n. satiety) kureva kuguta. Fananidzai nokuti Garande?
  • Pular vanoti hiitannde (n. prediction; prophecy) kureva chiporofita.
  • Pular vanoti ƴem (ideophone. is said of what is delicious).
  • Pular vanoti hippaare (n. pillage; oppression).
  • Pular vanoti hoynde (n. insult; affront) kureva kutuka.
  • Pular vanoti kitimmba (n. éléphantiasis).
  • Pular vanoti maande (n. sign; trace; signal; mark; characteristic).
  • Pular vanoti masara (n.med. syphilis).
  • Pular vanoti sirru kana sirri (n secret, mystrey) kureva chitsvitswa.