Nyamutata

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Nyamutata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Izwi rokuti chitata (house for fowl) rinoreva zumbu.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Barotse vanoti butata (n. hardship, difficulty, hard life) vachireva kutambura. Barotse vanoti tata (adj. difficult hard, tough) - sokuti musebezi o tata (a tough work).
  • VaGungu neVaNyoro vanoti kutata (v. spy; collect secret information about a person, country, organization) vachireva kusora.
  • VaSwahili vanoti matata (complication, difficulty, annoyance; con- fusion, disorder). VaSwahili vanoti tata (1. complicate, tangle, confuse, make difficult, intr. be confused/in confusion).
  • VaLozi vanoti tatafala (v.i. to become difficult, to become hard to convince).
  • MaZulu vanoti ubuthatha (Precociousness, insolence - contemptuously rude behavior or speech.).