Kugadzikana
Mataridziko
- Kugadzikana (1. Settle sediment; 2. Recover equanimity, 3. Be at peace).
- Gadzikano (Restfulness, peace or mind).
- Kugadzika (Put down what one is carrying. 2. Turn pot right side up.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Gadzika saga pachikero: put the sack on the scales.
- Gadzika mwoyo pasi, achauya: stop worrying, he will come.
- Mwoyo wanpu wagadzikana: I am at peace again.
- Doro ragadzikana: the sediment has settled in the beer.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaHerero vanoti omurova kana ovihete (sediment). VaNyole vanoti ohugwalaala (v. be calm; of a water surface when it does not move, shake or have ripples) kureva kugadzikana.
- VaNyole vanoti ohugwalaala (v. settle, become transluscent, clear of dirt - of a liquid). Mamwe mazwi: ohugwalaala (v. be calm, at peace, settled, at rest) kureva kugadzikana.
- Kimbundu vanoti kuxikama (v. sit down; to settle) kureva kudzikama.