Svetuka kuchirochemo

Nheyo

Kubva Wikipedia

Nheyo (n. a foundation for a house) zvinoreva chitsiko chemba panova ndipo painovakirwa; kazhinji pari pakongiri yakadirwa mumigero ikawomarara.

  • Chidza (1. A foundation, 2. A site prepared for building a house) apa kureva nheyo yemba kana ruvara rwatemwa kuti imba ichikawa.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Venda inoti muteo (n. foundation). Mamwe mazwi: -tea (v. lay a foundation).
  • Setswana inoti motheo (n. foundation).
  • Sangho inoti gunda (n. foundation; base). Mamwe mazwi: gunda (n. root; basis; base).