Chikama
Chikama (nepotism) zvinoreva tsika yekubata vanhu nenzira yekusarura hukama, uchinakisa kune vehama dzako.
Kururetsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Angadai akawana nzvimbo kuCollege pasina kuti vaitorana pachikama.