Piri
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuChechipiri)
|
Piri (n. two) kana mbiri inumeri inotevera poshi.
- Chepiri (second) zvinotaura chinhu chiri panzvimbo inotevera yekutanga mukurongwa kwezvinhu.
- Chiviri (two-some) kutaura zvinhu zviri kufamba zviri zviviri. Tinosangana pachiviri - we will meet as two alone.
- Hunyambiri (duality) zvinotaura chinhu chine mawonekero maviri.
Mitauro ye Chibantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Digo inoti mbiri (n. two) kureva mbiri. VaNgala inoti mibale (two). Tiriki inoti khaviri (n. twice) kureva kaviri.
- Herero inoti -vari (two) kureva piri kana mbiri. Sokuti ovandu vevari kureva vanhu vaviri. Lomwe inoti okhwiri kana piili kureva mbiri.
- Herero inoti -vari, mbari, tuvari, vevari, vivari (couple, two) kureva kuverengwa kwezviviri, tuviri, maviri, mbiri. Oshindonga inoti mbali (adv. Two).
- Herero inoti tya vari kureva chechipiri. Herero inoti poru tya vari (adj. Secondly) kureva chepiri. Umbundu inoti vali (adv. Two) kureva mbiri kana piri.