Chiviri
Mataridziko
- Chiviri kana Chiviriviri (two-some) apa kureva zvinhu kana vanhu vari kufambidzana vari vaviri.
- Chiviri cheMunhu (1. Bearing; 2. demeanour; 3. deportment) Famba chiviri chinyoro: walk humbly, unostentatiously.
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |