Nzime

Kubva Wikipedia

Nzime mutauro weAfrica unowanikwa kuCameroon.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nzime vanoti ba kana mimba (num.card two) kureva mbiri. Mamwe mazwi: enâ (num.ord fourth) kureva china.
  • Nzime vanoti baaa (ideo. all finished) inyaudzosingwi inodudza kupera. Fananidzai nokuti hwaa?
  • Nzime vanoti bowl; bòl (n. rot) kureva kuwora. Mamwe mazwi: dʉo (n. sun; day) kureva zuva.
  • Nzime vanoti cʉʼ (ideo. red) inyaudzosingwi inodudza kutsvuka kuti tsvuu.
  • Nzime vanoti duʼa (n. which is hollow). Fananidzai nokuti duwo?
  • Nzime vanoti ebaʼra (collect; add) kureva kuwedzera. Mamwe mazwi: ebâʼle (repeat; do again; do again). Fananidzai nokuti barika?
  • Nzime vanoti eban (be narrow; squeeze). Fananidzai nokuti bani?
  • Nzime vanoti ebel (n. breasts udder) kureva bere. Mamwe mazwi: epene (inf. braid) kureva kuruka musoro.
  • Nzime vanoti ebura (n. sweet potato) kureva mbambaira. Vamwe vanoti mabura kureva mbambaira.
  • Nzime vanoti edwɛʼla (inf. to look at each other) kureva kutarisana. Fananidzai nokuti akaramba akanditi dwerere kutarisa?
  • Nzime vanoti ejwɨ̂ʼ (inf. to be heard; be understood; be felt; be heard) kureva kunzwikwa. Fananidzai nokuti izwi?
  • Nzime vanoti emumo (n. mutism) kureva umumumu. Mamwe mazwi: enâ (num.ord fourth) kureva china.
  • Nzime vanoti enkɔma (n. circle) kureva denderedzwa. Mamwe mazwi: enkɔmaa (n. wheel) kureva vhiri.
  • Nzime vanoti etʉm (n. parcel; gift) kureva chipo. Mamwe mazwi: ntum (n. scarf; hat). Fananidzai nokuti nduma?
  • Nzime vanoti lɛʼla (n. teaching) kureva kudzidzisa. Mamwe mazwi: lɛ̂ʼla (n. teacher). Fananidzai nokuti kurera mwana?
  • Nzime vanoti mbel (sick) kureva kurwara. Fananidzai nokuti mukondombera?
  • Nzime vanoti menziʼ (n. music) kureva mhanzi. Mamwe mazwi: mepɨra (n. exam; competition).
  • Nzime vanoti mwan (n. child) kureva mwana. Mamwe mazwi: nkom (drum) kureva ngoma.
  • Nzime vanoti nza (n. hunger) kureva nzara.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nzime vanoti bitala, metala (adj. cold) kureva kutonhora.
  • Nzime vanoti byelele (ideophone. useless) inyaudzosingwi inodudza kushaya maturo.
  • Nzime vanoti byɛla (n. kinship) kureva huakama. Mamwe mazwi: ntinɨ (n. integer. 1,3,7,9,10).
  • Nzime vanoti duʼwo (n. shadow) kureva mumvuri. Mamwe mazwi: lɔla (n. bean; kernel).
  • Nzime vanoti dununu (ideo. walking slowly looking tired) inyaudzosingwi inoreva kufamba zvishoma wakaneta.
  • Nzime vanoti ekono (n. white or yellow clay) kureva munyakwe muchena.
  • Nzime vanoti ekʉm (n. object kept; bank; hiding place; deposit; economy).
  • Nzime vanoti ekʉmla (inf. stir your mouth; lick your mouth with your tongue).
  • Nzime vanoti elebe (n. marrow of a plant; nucleus) kureva mongo wemuti.
  • Nzime vanoti emaʼ (inf. amass) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: emaʼla (inf. to gather) kureva kuungana.
  • Nzime vanoti epumo (n. whiteness) kureva huchena. Mamwe mazwi: epumo (inf. become white). Mpum (n. white).
  • Nzime vanoti etaare (n. beginning) kureva mavambo. Mamwe mazwi: etaare (inf. commence; initiate).
  • Nzime vanoti etala, metala (n. freshness) kureva hutsva. Mamwe mazwi: masa (n. master; chief).
  • Nzime vanoti ma (small) kureva diki. Mamwe mazwi: ma mʉrʉm (lct boy). Ma mʉma (lct. girl).
  • Nzime vanoti mbaʼra (n. union; association; ensemble) kureva sangano. Mamwe mazwi:
  • Nzime vanoti mbimbi (n. bruise; contusion). Mamwe mazwi: mbɨʼ (n. small man; who is shriveled).
  • Nzime vanoti mbono (n. founder) kureva sakuwana. Mamwe mazwi: mpaʼle (n. faithful).
  • Nzime vanoti kam (n. ten) kureva gumi. Mamwe mazwi: mekam (n. groups of ten).
  • Nzime vanoti mpono (n. guilt; reproach) kureva mhosva. Mamwe mazwi: mpɔŋa (n. huge crowd).
  • Nzime vanoti ndem (n. symptom; indication). Mamwe mazwi: ndila (n. heaviness).
  • Nzime vanoti ngɔman (n. governor; prefect; sub-prefect; district chief) kureva mutungamiri wedunhu.
  • Nzime vanoti ntɔra (n. clothing; tunic) kureva nguo. Mamwe mazwi: Nzyɛm (n. God).
  • Nzime vanoti salala (ideo. shallow) inyaudzosingwi inoreva kusadzika. Mamwe mazwi:
  • Nzime vanoti swama (n. be atrophied). Mamwe mazwi:
  • Duramazwi remutauro uyu rinowanikwa paWebonary.org.