Kupera

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kupera (end, to be finished) zvinoreva kuti chinhu chasvika kumagumo.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaMaconde vanoti -chidika (be end of something) vachireva magumo. VaMaconde vanoti -chidika (bar) vachireva hwere.
  • VaHaya vanoti enzindo (end) vachireva magumo. VaHaya vanoti kumala (to finish) vachireva kupedza.
  • VaBemba vanoti mpela (end) kureva magumo.
  • MaZulu vanoti umphetho (Hem, scam, border) kureva mapeto. Mamwe mazwi: imphetho (Conclusion, end of an affair; issue, result)
  • MaZulu vanoti isiphetho (Conclusion, end). Mamwe mazwi: phelelwa (Lose all, have nothing left ; be short of) sokuti: ukuphelelwa ukudla (to have no food).