Zambia
| |||
National motto: One Zambia, One Nation | |||
Zambia inyika yakakomberedzwa iri kumaodzanyemba kwe Zimbabwe uye iri muAfurika. Nyika iyi ine muganhu ne Mazambuko, Zimbabwe, Angola, Malawi ne Namibhiya. Gutaguru reZambia rinonzi Lusaka. Zambia ine miganhu nenyika dzinoti Zimbabwe, Malawi ne Mazambuko. Mutungamiri wenyika iyi ndiva Edgar Lungu. Nyika iyi ine vanhu vanosvika mazana anosvika zviuru zvishanu. munyika umu munotaurwa mitauro inosanganisira Chinyanja/Chichewa, Chitonga, Chikalanga, Chibhemba, Chikaonde ne Chivhale (Luvale).
Mureza weZambia une mufananidzo weshiri inonzi hungwe.
Politics ne administration
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Administrative divisions
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Provinces
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |