Svetuka kuchirochemo

Nafanan

Kubva Wikipedia

Nafanan kana Nafaanra mutauro weAfrika unowanikwa kumusoro kwakadziva madokero eGhana pedyo nemuganhu weIvory Coast.

Mazwi Anotodza Bantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nafanan vanoti aa (interjection showing fright or surprise) kureva aa.
  • Nafanan vanoti chombo (n. spear) kureva pfumo.
  • Nafanan vanoti taanhaa (n. step or climbing place) kureva danho.
  • Nafanan vanoti paara (v. talk) kureva kutaura. Fananidzai nokuti kuparidza?
  • Nafanan vanoti liwo (adj. edible) kureva chidyiwa. Fananidzai nokuti muriwo?
  • Nafanan vanoti kobo (n. penny).
  • Nafanan vanoti kotolo (n. bowl or dish made of clay) kureva mbiya kana ndiro yedhaga.
  • Nafanan vanoti kuwee (n. owl) kureva zizi.
  • Nafanan vanoti kabiile (n. natives) kureva rudzi rwepo. Swahili vanoti kabila (a tribe, subdivision of a tribe).
  • Nafanan vanoti jaara (prep. side, beside).
  • Nafanan vanoti jele (n. leg) kureva gumbo.
  • Nafanan vanoti jese (n. thread) kureva shinda.
  • Nafanan vanoti jira (n. lion) kureva shumba.
  • Nafanan vanoti jiri (v. give birth, hatch or multiply) kureva kuzvara.
  • Nafanan vanoti juru (n. harp - a musical instrument).
  • Nafanan vanoti hlo (n. elephant) kureva nzou.
  • Nafanan vanoti hali (adv. even) kureva kuenzana.


  • Nafanan vanoti baare (n. wooden hammer, mallet) kureva nyundo.
  • Nafanan vanoti bie (n. seed) kureva mbeu.
  • Nafanan vanoti chasi (adj. neat) kureva kutsvinda.
  • Nafanan vanoti chiriri (adv. well).
  • Nafanan vanoti chrɛwɛ (n. egg) kureva zai.
  • Nafanan vanoti chuuli (n. gorge).
  • Nafanan vanoti dram kana ndram (n. weather; climate) kureva wetha.
  • Nafanan vanoti vala (adj. wide) kureva kufara. Mamwe mazwi: valam (n. width) kureva hwasha.
  • Nafanan vanoti viŋge (v. turn) kureva kutendeuka.
  • Nafanan vanoti tuni (v. quarrelling) kureva kupopota.
  • Nafanan vanoti saara (n. for the benefit/grace).
  • Nafanan vanoti sam kana samu (n. border) kureva muganhu.
  • Nafanan vanoti san (v. decorate, adorn). Mamwe mazwi: sani (v. decorating) kureva kudavada.
  • Nafanan vanoti sele (n. family, relatives) kureva mhuri.
  • Nafanan vanoti sholo (adj. erect - as in standing erect).
  • Nafanan vanoti paala (n. custom) kureva tsika.
  • Nafanan vanoti naara (n. butter, cheese) kureva bhata kana chizi.
  • Nafanan vanoti nafa (v. prosper, benefit) kureva kubudirira.
  • Nafanan vanoti ndoo (n. 1. place; 2. father).
  • Nafanan vanoti mbaala (n. sheep) kureva hwayi.
  • Nafanan vanoti muyira (n. lighter).
  • Nafanan vanoti lafolo (n. stream) kureva rukorodzi.
  • Nafanan vanoti leele (n. people) kureva vanhu.
  • Nafanan vanoti lelaa (n. person without family) munhu asina hama.
  • Nafanan vanoti lɛɛlɛ (v. hesitate; bend down).
  • Nafanan vanoti luuluu (n. spring of water) kureva chisipiti.
  • Nafanan vanoti kaha (n. joke) kureva nyambo.
  • Nafanan vanoti katala (n. trouble). Fananidzai nokuti kukataza?
  • Nafanan vanoti kombo (n. hyena) kureva bere.
  • Nafanan vanoti kondala (middle of the road).


Duramazwi rinowanikwa paWebonary.